Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezira 3:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakavakira aritari pahwaro uye vakabayirapo kuna Jehovha zvipiriso zvinopiswa, zvose zvipiriso zvinopiswa zvamangwanani nezvamadekwana, zvisinei kuti vaitya vanhu vakanga vakavapoteredza.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 3

Maonero Ezira 3:3 akapoteredza