Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 20:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mukadzi akaenda kuvanhu vose nezano rake, uye vakagura musoro waShebha mwanakomana waBhikiri vakaukanda kuna Joabhu. Saka Joabhu akaridza hwamanda, uye vanhu vake vakapararira vachibva paguta, mumwe nomumwe achidzokera kumba kwake. Uye Joabhu akadzokera kuna mambo muJerusarema.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 20

Maonero 2 Samueri 20:22 akapoteredza