Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 20:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hazvina kudaro. Asi murume anonzi Shebha mwanakomana waBhikiri, anobva kunyika yamakomo yaEfuremu, ndiye akasimudza ruoko rwake kuti arwise mambo, kuti arwise Dhavhidhi. Uyai nomurume mumwe chete iyeye, ipapo ndichabva paguta.” Mukadzi akati kuna Joabhu, “Musoro wake uchakandwa kwauri naparusvingo.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 20

Maonero 2 Samueri 20:21 akapoteredza