Avo vaiva vakaguta vakandoshandira zvokudya zvavo,asi avo vaiva nenzara havachanzwi nzara zvakare.Uyo aiva asingabereki abereka vana vanomwe,asi iye akanga ana vana vazhinji oshayiwa simba.