Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mako 1:45 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi iye akabuda akatanga kutaura akasununguka, achiparadzira shoko iro. Nokuda kwaizvozvo, Jesu haana kuzogona kupinda muguta zviri pachena asi akagara kunze, kunzvimbo dzakanyarara. Kunyange zvakadaro vanhu vakaramba vachiuya kwaari vachibva kumativi ose.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 1

Maonero Mako 1:45 akapoteredza