Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvirevo 5:1-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Mwanakomana wangu, nyatsoteerera kuuchenjeri hwangu, teereresa kumashoko angu oungwaru,

2. kuti ugare wakachengeta kungwara uye kuti miromo yako ichengetedze zivo.

3. Nokuti miromo yomukadzi chifeve inodonha uchi, nomutauriro wake unotedza kupfuura mafuta;

4. asi pakupedzisira anovava senduru, anopinza somunondo unocheka namativi ose.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvirevo 5