Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvirevo 4:15-17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

15. Udzinzvenge, usafamba padziri; tsauka padziri ugopfuurira mberi.

16. Nokuti havangavati vasati vaita zvakaipa; havangabatwi nehope kusvikira vaita kuti mumwe munhu aputsike.

17. Vanodya zvokudya zvezvakaipa, uye vanonwa waini yezvechisimba.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvirevo 4