Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvirevo 30:19-22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

19. nzira yegondo riri mudenga, nenzira yenyoka paruware, nenzira yechikepe pagungwa, uye nzira yomurume ane musikana.

20. “Iyi ndiyo nzira yomukadzi chifeve: Anodya agopukuta muromo wake uye agoti, ‘Hapana chinhu chakaipa chandaita ini.’

21. “Nyika inodedera nokuda kwezvinhu zvitatu, zvinhu zvina zvaisingadi kuona:

22. muranda anozova mambo, benzi rine zvokudya zvizhinji,

Verenga chitsauko zvakakwana Zvirevo 30