Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvirevo 29:26-27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

26. Vazhinji vanotsvaka nyasha kumubati, asi kururamisirwa kwomunhu kunobva kuna Jehovha.

27. Vakarurama vanovenga vasina kutendeka; vakaipa vanovenga vakarurama.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvirevo 29