Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvirevo 26:26-28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

26. Ruvengo rwake rungavigwa mukunyengera kwake, asi kuipa kwake kuchabudiswa pachena paungano.

27. Kana munhu akachera gomba, achawira mariri; kana munhu akakungurutsa ibwe, richakunguruka, richidzokera pamusoro pake.

28. Rurimi runoreva nhema runovenga varunorwadzisa, uye muromo unobata kumeso unoparadza.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvirevo 26