Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvirevo 20:8-10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

8. Kana mambo achinge agara pachigaro chake kuti atonge, anopepeta zvakaipa zvose nameso ake.

9. Ndiani angati, “Ndakachengeta mwoyo wangu wakachena; ndakachena uye handina zvivi”?

10. Zviereso zvakasiyana nezvipimo zvakasiyana Jehovha anozvivenga zvose.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvirevo 20