Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvirevo 18:22-24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

22. Uyo anowana mudzimai anowana chinhu chakanaka, uye anogamuchira nyasha kubva kuna Jehovha.

23. Murombo anokumbira kuitirwa tsitsi, asi mupfumi anopindura nehasha.

24. Munhu ane shamwari dzakawanda angangoparadzwa, asi kune shamwari inonamatira kupfuura hama.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvirevo 18