Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvirevo 17:21-24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

21. Kuva nomwanakomana benzi kunouyisa kurwadziwa; baba vebenzi havana mufaro.

22. Mwoyo wakafara mushonga wakanaka, asi mweya wakaputsika unoomesa mapfupa.

23. Munhu akaipa anogamuchira fufuro muchivande, kuti aminamise nzira dzokururamisira.

24. Munhu ane njere anoisa uchenjeri pamberi, asi meso ebenzi anosvika kumagumo enyika.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvirevo 17