Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvirevo 15:31-33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

31. Uyo anoteerera kutsiura kunopa upenyu achagara pakati pavakachenjera.

32. Uyo asina hanya nokurangwa anozvizvidza iye pachake, asi ani naani anogamuchira kurayira achawana kunzwisisa.

33. Kutya Jehovha kunodzidzisa munhu uchenjeri, uye kuzvininipisa kunotanga, kukudzwa kwozotevera.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvirevo 15