Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvirevo 10:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Zvirevo zvaSoromoni: Mwanakomana akachenjera anofadza baba vake, asi mwanakomana benzi anosuwisa mai vake.

2. Pfuma yakawanikwa zvakaipa haibatsiri chinhu, asi kururama kunorwira parufu.

3. Jehovha haatenderi akarurama kuti anzwe nzara, asi kupanga kwowakaipa anokusundira kure.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvirevo 10