Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zekaria 9:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Fara kwazvo, iwe Mwanasikana weZioni! Danidzira, Mwanasikana weJerusarema! Tarira, mambo wako anouya kwauri, iye akarurama uye ano ruponeso, anozvininipisa akatasva mbongoro, iyo mhuru, mwana wembongoro.

Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 9

Maonero Zekaria 9:9 akapoteredza