Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zekaria 9:16-17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

16. Jehovha Mwari wavo achavaponesa pazuva iroro seboka ravanhu vake, Vachavaima munyika yake samabwe anokosha ari mukorona.

17. Kuyevedza kwavo nokunaka kwavo kuchava kukuru sei! Zviyo zvichaita kuti majaya akure, uye waini itsva kuti mhandara dzikure.

Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 9