Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zekaria 7:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

‘Ndakavaparadzira nechamupupuri pakati pendudzi dzose, uko kwavakava vatorwa. Nyika yakava dongo shure kwavo zvokuti hapana aizogona kupinda kana kubudamo. Izvi ndizvo zvavakaita kunyika yaifadza, ikava dongo.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 7

Maonero Zekaria 7:14 akapoteredza