Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zekaria 7:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakaomesa mwoyo yavo sedombo romusarasara uye vakasateerera kumurayiro kana kumashoko aJehovha Wamasimba Ose aakanga atuma noMweya wake kubudikidza navaprofita vekare. Saka Jehovha Wamasimba Ose akatsamwa zvikuru.

Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 7

Maonero Zekaria 7:12 akapoteredza