Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zekaria 7:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Mugore rechina raMambo Dhariasi, shoko raJehovha rakasvika kuna Zekaria pazuva rechina romwedzi wepfumbamwe, mumwedzi weKisirevhi.

2. Vanhu veBhetieri vakanga vatuma Sharezeri naRegemi-Mereki, pamwe chete navanhu vavo, kuti vaende kuna Jehovha

Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 7