Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zekaria 11:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye ndikati, “Handichazovi mufudzi wenyu. Regai makwai ari kufa afe, neari kuparara aparare. Regai ayo akasara adyanane nyama,”

Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 11

Maonero Zekaria 11:9 akapoteredza