Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zekaria 11:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akati kwandiri, “Ikande kumuumbi wehari, muripo wakanaka wavakanditenga nawo!” Saka ndakatora makumi matatu esirivha aya ndikaakanda muimba yaJehovha kumuumbi wehari.

Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 11

Maonero Zekaria 11:13 akapoteredza