Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zefania 2:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iri ndiro guta risina hanya raigara vakachengetedzeka. Rakati mumwoyo maro, “Ndini, uye hakuna mumwe kunze kwangu.” Razova dongo rakadii, nzvimbo inovata mhuka dzesango! Vose vanopfuura napariri vanoseka Uye vanokunga zvibhakera zvavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Zefania 2

Maonero Zefania 2:15 akapoteredza