Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zefania 1:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ndichatsvaira zvose vanhu nemhuka; ndichatsvaira shiri dzedenga nehove dzegungwa. Vakaipa vachasara nemirwi yamarara chete, kana ndabvisa munhu pamusoro penyika,” ndizvo zvinotaura Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Zefania 1

Maonero Zefania 1:3 akapoteredza