Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zefania 1:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichauyisa kudzungaira pavanhu uye vachafamba samapofu, nokuti vakatadzira Jehovha. Ropa ravo richadururwa seguruva, uye nyama yavo sendove.

Verenga chitsauko zvakakwana Zefania 1

Maonero Zefania 1:17 akapoteredza