Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vatongi 9:44 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Abhimereki namapoka aakanga anaye vakamhanyira pamukova wokupinda pasuo reguta. Ipapo mapoka maviri akamhanyira vaya vakanga vari kuminda vakavauraya.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 9

Maonero Vatongi 9:44 akapoteredza