Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vatongi 7:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vane mazana matatu pavakaridza hwamanda, Jehovha akaita kuti mumusasa vose vanhu vapandukirane, vabayane neminondo yavo. Hondo yakatizira kuBheti Shita yakananga kuZerera kusvikira kumuganhu weAbheri Mehora pedyo neTabhati.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 7

Maonero Vatongi 7:22 akapoteredza