Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vatongi 7:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akakamura varume mazana matatu akavaisa mumapoka matatu, akaisa hwamanda nezvirongo zvisina chinhu mumaoko avo vose, akanga ane mwenje mukati.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 7

Maonero Vatongi 7:16 akapoteredza