Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vatongi 7:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uchanzwa zvavanotaura. Shure kwaizvozvo uchanzwa kukurudzirwa kuti urwise musasa.” Saka iye naPura muranda wake vakaburuka vakasvika kuvarindi vokunze kwomusasa.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 7

Maonero Vatongi 7:11 akapoteredza