Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vatongi 5:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

‘Ko, havasi kuwana nokugoverana zvakapambwa here vachiti, musikana mumwe chete kana vaviri pamurume mumwe chete, nguo dzina mavara dzezvakapambwa zvaSisera, nguo dzina mavara dzakarukwa, nguo dzakanyatsorukwa dzomutsipa wangu, zvose izvi zviri zvakapambwa?’

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 5

Maonero Vatongi 5:30 akapoteredza