Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vatongi 4:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhibhora akati, “Zvakanaka hazvo, ndichaenda newe. Asi nokuda kwenzira yauri kuda kuita nayo izvi, kukudzwa hakungavi kwako, nokuti Jehovha achaisa Sisera muruoko rwomukadzi.” Saka Dhibhora akaenda naBharaki kuKadheshi,

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 4

Maonero Vatongi 4:9 akapoteredza