Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vatongi 4:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jaeri akabuda kuti andosangana naSisera akati kwaari, “Uyai ishe wangu, pindai zvenyu mukati chaimo. Musatya.” Saka akapinda mutende rake, uye akaisa chifukidzo pamusoro pake.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 4

Maonero Vatongi 4:18 akapoteredza