Saka vaBhenjamini vakadzoka panguva iyoyo uye vakapiwa vakadzi veJabheshi Gireadhi vakanga vasara. Asi vakanga vasina kuvakwanira vose.