Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vatongi 2:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi mutongi paainge afa, vanhu vaidzokera kunzira dzakaipisisa kupinda dziya dzamadzibaba avo, vachitevera vamwe vamwari, vachivashandira uye vachivanamata. Vakaramba kusiya mabasa avo akaipa nokusindimara kwemwoyo yavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 2

Maonero Vatongi 2:19 akapoteredza