Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vatongi 2:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvakadaro havana kuzoteerera kuvatongi vavo asi vakaita ufeve navamwe vamwari uye vakavanamata. Havana kuita samadzibaba avo, nokuti vakakurumidza kutsauka munzira yaifamba madzibaba avo, nzira yokuteerera kumirayiro yaJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 2

Maonero Vatongi 2:17 akapoteredza