Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vatongi 19:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mangwanani ezuva reshanu, paakamuka kuti aende, baba vomusikana vakati, “Simbisa mwoyo wako. Gara kusvikira masikati!” Saka vose vari vaviri vakadya pamwe chete.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 19

Maonero Vatongi 19:8 akapoteredza