Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vatongi 19:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva rechina vakamuka mangwanani vakagadzirira kuti vaende, asi baba vomusikana vakati kumukuwasha wavo, “Simbisa mwoyo wako nechokudya; ipapo mugoenda henyu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 19

Maonero Vatongi 19:5 akapoteredza