Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vatongi 16:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vatongi vavaFiristia vakaenda kwaari vakati, “Uone kana ungagona kumunyengetedza kuti akuratidze chakavanzika chesimba rake guru, uye kuti tingamukunda sei kuitira kuti tigomusunga timupfavise. Mumwe nomumwe wedu achakupa mashekeri esirivha mazana gumi nezana rimwe chetea.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 16

Maonero Vatongi 16:5 akapoteredza