Varume veJudha vakavabvunza vakati, “Mauyireiko kuzorwa nesu?” Ivo vakati, “Tauya kuzotora Samusoni kuti ave musungwa, uye kuti tiite kwaari zvaakatiitira isu.”