Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vatongi 14:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

akahubura namaoko ake akadya achifamba. Akati asvika kuvabereki vake akavapa humwe vakadyawo naivo. Asi haana kuvaudza kuti akanga atora uchi mumutumbi weshumba.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 14

Maonero Vatongi 14:9 akapoteredza