Pazuva rechinomwe, zuva risati radoka, varume vomuguta vakati kwaari,“Chiiko chinotapira souchi?Chiiko chine simba seshumba?”Samusoni akati kwavari,“Dai manga musina kurima netsiru rangu,mungadai musina kugona kududzira chirahwe changu.”