Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vatongi 14:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akapindura akati: “Kumudyi, kwakabuda chokudya; kune ane simba, kwakabuda zvinotapira.” Havana kugona kupa mhinduro kwamazuva matatu.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 14

Maonero Vatongi 14:14 akapoteredza