Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vatongi 13:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mutumwa waJehovha akazviratidza kwaari uye akati, “Iwe haubereki uye hauna mwana, asi uchava nemimba uye ugova nomwanakomana.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 13

Maonero Vatongi 13:3 akapoteredza