Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vatongi 13:24-25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

24. Mukadzi akasununguka mwanakomana uye akamutumidza zita rokuti Samusoni. Akakura uye Jehovha akamuropafadza,

25. uye Mweya waJehovha wakatanga kumumutsa paakanga ari paMahane Dhani, pakati peZora neEshitaori.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 13