Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vatongi 12:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jefuta akaunganidza varume veGireadhi akarwa neEfuremu. VaGireadhi vakavauraya nokuti vaEfuremu vakanga vati, “Imi vaGireadhi muri vanhu vakatiza kubva kuna Efuremu naManase.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 12

Maonero Vatongi 12:4 akapoteredza