Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vatongi 11:4-7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

4. Mushure menguva yakati kuti, vaAmoni vakarwa navaIsraeri,

5. Vakuru veGireadhi vakaenda kundotora Jefuta kubva kunyika yeTobhi.

6. Vakati, “Uya uzova mutungamiri wehondo, kuti tigorwa navaAmoni.”

7. Jefuta akati kwavari, “Hamuna kundivenga here mukandidzinga mumba mababa vangu? Sei mava kuuya kwandiri zvino, imi mava munhamo?”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 11