Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vatongi 11:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akati, “Ungaenda hako.” Uye akamutendera kuti aende kwemwedzi miviri. Iye navamwe vasikana vakaenda kuzvikomo vakandochema nokuti akanga asingazombowanikwi.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 11

Maonero Vatongi 11:38 akapoteredza