Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vatongi 11:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo wavaAmoni akapindura nhume dzaJefuta achiti, “VaIsraeri pavakabuda muIjipiti, vakatora nyika yangu kubva kuArinoni kusvikira kuJabhoki, kwose nokuJorodhani. Zvino idzosei norugare.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 11

Maonero Vatongi 11:13 akapoteredza