Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vatongi 10:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

avo vakavanetsa uye vakavapwanya mugore iroro. Vakadzvinyirira vaIsraeri vose vakanga vari nechokumabvazuva kweJorodhani muGireadhi, munyika yavaAmori, kwamakore gumi namasere.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 10

Maonero Vatongi 10:8 akapoteredza