Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vatongi 10:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akanga ana vanakomana makumi matatu, vaitasva mbongoro makumi matatu. Vaitonga maguta makumi matatu muGireadhi, ayo anodaidzwa nhasi kunzi Havhoti Jairi.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 10

Maonero Vatongi 10:4 akapoteredza